Selling Avon/Inuka perfumes - buying a Brazilian weave

Kutamba round - buys a Ford Ranger

Owns a boutique/saloon - rents a flat in town

Immediately after graduation - gets a high paying job

And vese vachingoti "GOD IS WONDERFUL"...musatijairire manzwa
Mungade kusimbisana kana kunyeperana zvenyu but 99.9% hadzisi nyasha, imboro. Shuwa shuwa munhu akutengesa tunhu twe Avon/Inuka otenga weave ye U$1k manje? Tumafuta twake ne perfume yacho zvese zvikatengwa zvisingabuditse U$100 chaiyo...
Musatijairire imi, round dzakabvira kudhara dziriko, chataingoona ma grocery, dzenyu imimi ndodzazoshamisira chii dzotenga mota. Unenge uchimbonyatsoita nezvei chaizvo zvinokupa U$1k yekubvisa pa week. Hakuna economics dzakadaro...
Ka boutique kari kutengesa bhero repa Tanzania apo kokuburitsira profit yekutenga imba manje? Ka saloon kako kane dryer 1 kokupa mari yeku renter flat kuma avenues manje? Hakuna zvinhu zvakadaro musatijairire...
Mega mega ndimi monzwika minamato yenyu manje? Munhu uchingo kepwa, watopinda pabasa, hakuna zvakadaro. Attachment futi wakadzoka neka Honda Fit, haaa musatijairire mhani. Heee "God is wonderful" nyatsotaura chokwadi kuti "pussy is wonderful"...
The more uchivhura, the more ma "blessings" achivhurirwa. Ndozviramba ini 99.9% yema babe ese aripama graft or aku baller, pane zimudhara behind. Mapedza moda kuti feelisa kunge tiri lazy, kunge tisina pressure ne life. Kutiona kunge marombe yet tichi fighter everyday...
Tikutamba chi game chiri rigged. In fact tikutamba ma game akasiyana, tikutamba draft, nzenza inzi dzikutamba chess. Ndosaka ndichikuudzai kuti boys rangu musazvipe pressure pama babe aya, mukukwikwidzana nevanhu vanotoremera ana mdara venyu.
You can follow @ShadayaKnight.
Tip: mention @twtextapp on a Twitter thread with the keyword β€œunroll” to get a link to it.

Latest Threads Unrolled:

By continuing to use the site, you are consenting to the use of cookies as explained in our Cookie Policy to improve your experience.