1/4
VANA GOGO VANOPEDZA MASPORTS.

Ndiri Upper six ndabaya kuholiday Chegutu kwaGogaz nekuti kwaive nekabhebhi kaiuyawo kuholiday next door from Harare. Bharanzi repa Kwekwe ndandatojuma KepaHarare zve kwachopisa.
One afternoon bhebhi randomly texts pakaNokia Music Express kangu.
2/4
Hanzi Buda hande kumashops in ten minutes sezvo kaiziva kuti I'm a stickler for time and preparedness, ini bho rega ndijambire bhavhu two minutes ndoku ona pacorner pedu paposhto. Ndini uyo neka half bucket kangu sezvo ndandisina kuenda kuchibhorani yet so had to be careful.
3/4
2 minuets dzandareva dziya was actually 2 minutes between kupinda mubuavhu nekubuda, bho bho katisheti nezishorti my usual dressing alongside maleather push aakutoperawo zvawo. Text bhebhi kuti ndaku Buda tibudirana, all of a sudden Gogaz appears from behind the house.
4/4
Kwaku sheedzera, mind you pangu paden hapana kana durawall, "Nhai baba mageza chaizvo chaizvo, makwesha pakati pe magaro apa panobatana nemusana? Munononhuhwira mwana uko ahiye.!"
Before I could respond I heard a giggle from next door ndikaziva kuti kabhebhi kanzwa yese 🤦🏿‍♂️
You can follow @Sabhuku_Dofo.
Tip: mention @twtextapp on a Twitter thread with the keyword “unroll” to get a link to it.

Latest Threads Unrolled:

By continuing to use the site, you are consenting to the use of cookies as explained in our Cookie Policy to improve your experience.