Nhasi ndoda kutaura about how vanhu vari muSA vasiri kushanda mazuvano can make a living out of zvinhu zvinooneka sezvinoshoresa asi zviine raramo mukati especially varume ne vakadzi vakazvipira
@VaChiminyaE will be my witness.
Thread

@VaChiminyaE will be my witness.
Thread



Kana uchigona motorcycle or bhasikoro chairo or uine chido nekudzidza u can make a living oit of this. Vanhu vakawanda including me (in the past) pandaiona vanaChimwene nemaCongolese vachi dhilivha food and parcels nema scooter
ndaiti vari kutambura...

....yakasvika time yandakabvunza one akanyatsondiudza how it works. Ndaiita basa remuhofisi chairo ndichiwana +/-R8K. Ndakatanga kuita madhelivhari party time after work ndichida kuona kuti zvinofamba sei. Kunyepa handidi, ndakaona paine mari kusvika ndasiya basa.
...then i started doing this full mupaka. Upto now i am not looking for any formal job. Zvine njodzi and hazvina that status kuti ndiri delivery
guy but mhuri inodya ichiguta pafeya.......

Any1 intrested or ane waanoziva who is failing to make it i am happy
to help someone
